Skip to content Skip to sidebar Skip to footer

[DOWNLOAD] "Nzira Isingatadzikari Yekuti Ugamuchire Nayo Mweya Mutsvene" by Paul C. Jong ~ eBook PDF Kindle ePub Free

Nzira Isingatadzikari Yekuti Ugamuchire Nayo Mweya Mutsvene

📘 Read Now     📥 Download


eBook details

  • Title: Nzira Isingatadzikari Yekuti Ugamuchire Nayo Mweya Mutsvene
  • Author : Paul C. Jong
  • Release Date : January 30, 2020
  • Genre: Christianity,Books,Religion & Spirituality,
  • Pages : * pages
  • Size : 893 KB

Description

MuchiKristu chanhasi, nyaya dzinonyanyokurukurwa nezvadzo ndedzinoti "kuponeswa kubva kuzvivi" uye "kugara kweMweya Mutsvene." Asivo, vanhu vashomanana kwazvo avo vane ruzivo rwomene pamusoro pemazano maviri aya, kunyangwe zvazvo chiri chokwadi chekuti ndiyo misori miviri yakanyanyokosha muchiKristu. Chakanyanyoipa ndechekuti hatizi kuwana kana chinyorwa chipi zvacho (chakanyorwa kuchishandiswa) Bhaibheri chinotidzidzisa zvakanyatsojeka pamusoro penyaya dziri pamusoro idzi. Pakave nevanyori vazhinji kwazvo vechiKristu vairumbidza zvipo zveMweya Mutsvene kana kutsanangura nezvehupenyu uhwo huzere neMweya. Asi hapana kana mumwe wavo zvake akaedza kumbobata mubvunzo wakakosha, wekuti, "Ko mutendi angagamuchira Mweya Mutsvene zvomene sei?" Nemhaka yei? Zvokwadi inoshamisa ndeyekuti havana kukwanisa kunyora pamusoro pawo zvakadzama nekuti havana ruzivo rwakakwana pamusoro pawo. Sezvakawungudzwa naMupurofita Hosiya, kuti, "Vanhu vangu vaparadzwa nokushaiwa zivo," mazuva ano, havasi vaKristu vashoma avo vari kukwezverwa kuchitendero chehunyaunyau netariro yekuti vagamuchire Mweya Mutsvene. Vanodavira kuti vanozova nekugamuchira Mweya Mutsvene kuburikidza nekusvika pachikamu chekuyavaya uye chemaneka. Asi hakusi kuwedzerera kana kuchinzi; kwavanoti kutenda uku kunova nekuderedza chiKristu kusvika pachiShamanism chechigumegume, uyevo kuti hunyaunyau hwakadaro hunovambira panaSatani. Munyori, Mufundisi Paul C.Jong, vakashinga kuparidzira zvokwadi. Vakabata misoro yakanyanyokosha, iyo yakanzvengwa kwenguva refu nevanyori vazhinji vanonyora pamusoro pezvemweya. Vakatanga nekutsanangura zvinoreva kuti "kuzvarwa patsva" uye kuti "kugara kweMweya Mutsvene," vakazotsanangura kudyidzana kusingadziviririke kuri pakati penyaya mbiri dzinonyandudzana idzi. Vakazobva vapa tsanangudzo yakadzama inobata zvose maringe neMweya Mutsvene, kubvira pakuti "mweya inosiyaniswa sei" kusvika pakuti "nzira yehupenyu huzere noMweya." Kuti unzwe horokodzwa zhinji, munyori anokuraira kuti ucherechedze hwerengedzo dzebhuku rino idzo dzakaiswa papeji rino re-web


Download Books "Nzira Isingatadzikari Yekuti Ugamuchire Nayo Mweya Mutsvene" PDF ePub Kindle